Mazhanje ari musango asi handi masango ese ane mazhanje
Chinhu chingave chichiwanikwa pane chimwe chinhu asi hazvirevi kuti pawachiwana
Chinhu chingave chichiwanikwa pane chimwe chinhu asi hazvirevi kuti pawachiwana
Kana chinhu chichiratidzika sechinotyisa kwazvo, hazvirevi kuti chinokuvadza. Dzimwe dzenguva
Munhu haafaniri kuvimba nechinhu kana zvinhu zvisiri zvake nokuti pane
Kazhinji munhu anozowana chaavavarira nekushandira paanenge atowora moyo. Bundutso rinowanikwa
Kutsvaga hukama kana kupfimba mhandara zvinhu zvinotarisirwa pachivanhu chedu English
Kazhinji munhu anozowana chaavavarira nekushandira paanenge atowora moyo. Bundutso rinowanikwa
Makomborereo anowanzowira kune vanhu vasingakwanise kuashandisa. English Literal Equivalent: Squashes/pumpkins
Kusanduka kwezvinhu kubva mumatambudziko zvichienda mukusununguka.Kupinduka kwomunhu aive murombo achiita
Zvinhu zvinemukumbira zvakatanga zviri zvidiki zvichivakwa nekuumbwa zvishoma zvishoma English
Kana ukachengeta munhu ane vamwe vanhu vari pasi pake ibva
Kuti munhu ave neruzivo rwemaitirwo echinhu hunge akatombochionawo chichiitwa nevamwe.
Zvimwe zvinhu zvinoda kumirirwa kuti nguva yazvo ikwane kwete kuzvimhanyirira.
Zvinhu zvinoonekwa sezvakanaka ndizvo zvinokonzera njodzi isiri pachena kusvika kwayo.
Kurwa nokupopotedzana kwevanhu vemhuri imwe chete kunofanira kupedzwa naivo pachavo.
Munhu ane njere haanetsani kana kutukana nemunhu anogaromubatsira nokuti anoziva